Revhitiko 15:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Ani naani achabatwa nomurume iyeye asina kushamba maoko ake anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:10-16