Revhitiko 15:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye ani naani achabata zvinhu zvanga zviri pasi pake achava asina kuchena kusvikira manheru; ani naani anonhonga zvinhu izvozvo anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:5-13