Revhitiko 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Hari yevhu ichabatwa nomurume iyeye inofanira kuputswa uye mudziyo upi zvawo wakagadzirwa nomuti unofanira kusukwa nemvura.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:7-14