Zvakazarurwa 19:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Uyezve vakati:“Hareruya!Utsi hunobuda maari hunokwira nokusingaperi-peri.”

4. Vakuru makumi maviri navana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawira pasi uye vakanamata Mwari, akanga agere pachigaro choushe. Uye vakadanidzira vachiti:“Ameni, Hareruya!”

5. Ipapo inzwi rakabva pachigaro choushe, richiti:“Rumbidzai Mwari wedu,imi varanda vake mose,imi munomutya,mose vaduku navakuru!”

Zvakazarurwa 19