Zvakazarurwa 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndakaona mutumwa achiburuka kubva kudenga, ane kiyi dzokugomba rakadzika zvisina mugumo uye akabata ngetani huru muruoko rwake.

Zvakazarurwa 20

Zvakazarurwa 20:1-6