Vahebheru 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda Noa, akati anyeverwa pamusoro pezvinhu zvakanga zvichigere kuonekwa, akavaka areka nokutya Mwari kuti aponese mhuri yake. Nokutenda kwake akapa nyika mhosva uye akava mugari wenhaka yokururama kunouya nokutenda.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:6-8