Vahebheru 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari, nokuti ani naani anouya kwaari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa vanomutsvaka nomwoyo wose mubayiro wavo.

Vahebheru 11

Vahebheru 11:5-16