Revhitiko 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvikaramba zvichibuda mumuviri wake kana kuti zvikamira zvichamuita kuti ave asina kuchena. Izvi ndizvo zvinoita kuti kuerera uku kumuite kuti ave asina kuchena.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:1-11