Revhitiko 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taurai navaIsraeri muti kwavari, ‘Kana murume ane zvimwe zvinoerera, zvinobuda pamuviri wake, achava asina kunaka nokuda kwokuerera uku.

Revhitiko 15

Revhitiko 15:1-12