Revhitiko 14:55-57 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

55. maperembudzi pamucheka kana mumba,

56. uye kuzvimba, kufunuka, kana gwapa rakacheneruka,

57. kuti mugoziva kuti chinhu chakachena kana kuti hachina kuchena. Iyi ndiyo mirayiro yezvirwere zvinotapuriranwa zvamaperembudzi.

Revhitiko 14