Revhitiko 13:59 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iyi ndiyo mirayiro inoenderana nokuzadzwa namaperembudzi kwechipfeko chewuru kana chomucheka, mucheka wakarukwa kana chinhu chose chedehwe kuti zvigoziviswa kuti zvakachena kana kuti hazvina kuchena.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:54-59