Revhitiko 14:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha akati kuna Mozisi:

2. “Iyi ndiyo mirayiro yomunhu ane chirwere panguva yake yokucheneswa kana auyiswa kumuprista:

Revhitiko 14