Revhitiko 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana tumapundu tukapararira nomuviri wake shure kwokunge azviratidza kumuprista kuti zviziviswe kuti akachena, anofanira kuenda kumuprista zvakare.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:1-12