Revhitiko 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rechinomwe muprista anofanira kumuongorora zvakare, uye kana chironda chaserera uye chisina kupararira neganda, muprista achamuzivisa somunhu akachena, tunongova tumapundu. Munhu anofanira kusuka nguo dzake uye achava akachena.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:1-16