Revhitiko 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana gwapa riri paari riri jena asi risingaratidzi kudzika kudarika paganda uye bvudzi risina kuchena, muprista anofanira kugarisa munhu iyeye oga kwamazuva manomwe.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:3-12