Revhitiko 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista achatarisa chironda chiri paganda rake, uye kana bvudzi riri pachironda rachena uye ronda roratidza kudzika kudarika paganda, chirwere cheganda chinotapukira. Kana muprista akamuongorora achamuzivisa kuvanhu somunhu asina kuchena.

Revhitiko 13

Revhitiko 13:1-10