Nehemia 11:28-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. nomuZikiragi, nomuMekona namaruwa aro,

29. muEni Rimoni, nomuZora, nomuJarimuti,

30. Zanoa, neAdhurami nemisha yawo, muRakishi neminda yaro, nomuAzeka namaruwa aro. Naizvozvo vakanga vagere munzvimbo yose kuBheerishebha kusvikira kuMupata weHinomi.

31. Zvizvarwa zvaBhenjamini zvaibva kuGebha zvakagara muMikinashi, neAija neBeteri namaruwa acho,

32. muAnatoti, neNobhi neAnania,

33. muHazori, neRama neGitaimi,

Nehemia 11