Nehemia 10:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vaIsraeri pamwe chete navaRevhi, vanofanira kuuya nezvipo zvavo zvezviyo, newaini itsva uye namafuta kumatura kunochengeterwa midziyo yose yenzvimbo tsvene, uye kunogara vaprista vanoshumira, navarindi vemikova navaimbi. “Hatizoshayi hanya neimba yaMwari wedu.”

Nehemia 10

Nehemia 10:31-39