Mapisarema 63:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Mwari, ndimi Mwari wangu, ndinokutsvakai nomwoyo wose; mwoyo wangu une nyota kwamuri, muviri wangu unokupangai, munyika yakaoma uye yasakara isina mvura.

Mapisarema 63

Mapisarema 63:1-3