Mapisarema 4:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Makazadza mwoyo wangu nomufaro mukuru kupfuura zviyo zvavo newaini yavo itsva yakawanda.

8. Ndichavata pasi ndigokotsira norugare, nokuti imi moga, Jehovha, munoita kuti ndigare pakasimba.

Mapisarema 4