Mapisarema 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makazadza mwoyo wangu nomufaro mukuru kupfuura zviyo zvavo newaini yavo itsva yakawanda.

Mapisarema 4

Mapisarema 4:5-8