Hosea 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndicharatidza rudo kuimba yaJudha; uye ndichavaponesa, kwete nouta, munondo kana kurwa, kana namabhiza kana navatasvi vamabhiza, asi naJehovha Mwari wavo.”

Hosea 1

Hosea 1:1-11