Hosea 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gomeri akabatazve pamuviri ndokubereka mwanasikana. Ipapo Jehovha akati kuna Hosea, “Mutumidze zita rokuti Ro-Ruhama, nokuti handichazoratidzizve rudo kuimba yaIsraeri, kuti nditombovaregerera.

Hosea 1

Hosea 1:1-9