Dhuteronomi 24:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana uchikohwa munda wako ukakanganwa chisote, usachidzokera kundochitora. Chisiyire mutorwa, nherera kana chirikadzi, kuiitira kuti Jehovha Mwari wako agokuropafadza mumabasa ose amaoko ako.

Dhuteronomi 24

Dhuteronomi 24:11-20