Dhuteronomi 24:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murangarire kuti maimbova varanda muIjipiti uye Jehovha Mwari wenyu akakudzikinurai kubva ikoko. Ndokusaka ndichikurayirai kuti muite izvi.

Dhuteronomi 24

Dhuteronomi 24:16-22