3 Johani 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shamwari inodikanwa, usatevedzera zvakaipa asi zvakanaka. Ani naani anoita zvakanaka ndiye anobva kuna Mwari. Ani naani anoita zvakaipa haana kuona Mwari.

3 Johani 1

3 Johani 1:3-14