3 Johani 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka kana ndauya, ndichamuyeuchidza mabasa ake aanoita, okunyeya, nokuitira godo. Kwete izvozvo zvoga, anorambawo kugamuchira hama. Anodzivisawo vaya vanoda havo kuita izvozvo uye achivabudisa mukereke.

3 Johani 1

3 Johani 1:1-13