2 Vakorinde 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti hazvinei kuti Mwari akativimbisa zvinhu zvizhinji zvakadii, zvose i“Hongu” muna Kristu. Uye kubudikidza naiye tinoti “Ameni” kuti Mwari akudzwe.

2 Vakorinde 1

2 Vakorinde 1:19-23