2 Vakorinde 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Mwanakomana waMwari, Jesu Kristu, uyo akaparidzwa pakati penyu neni naSirasi uye naTimoti, akanga asiri, “Hongu” kana “Kwete”, asi maari zvakagara zviri “Hongu.”

2 Vakorinde 1

2 Vakorinde 1:17-20