2 Samueri 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhineri akati kuna Joabhu, “Ngatiitei kuti mamwe majaya edu asimuke arwe namaoko pamberi pedu.” Joabhu akati, “Zvakanaka, ngavaite izvozvo.”

2 Samueri 2

2 Samueri 2:4-24