2 Samueri 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu mwanakomana waZeruya navaranda vaDhavhidhi vakandosangana navo padziva reGibheoni. Vakagara pasi mhiri kwedziva, rimwe boka ndokugara kuno rumwe rutivi.

2 Samueri 2

2 Samueri 2:7-16