Zvirevo 3:6-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. munzira dzako dzose umutende, uye acharuramisa nzira dzako.

7. Usazviita munhu akachenjera pameso ako; itya Jehovha uvenge zvakaipa.

8. Izvi zvichava utano pamuviri wako nokusimbiswa kwamapfupa ako.

9. Kudza Jehovha nepfuma yako, zvokutanga zvezvirimwa zvako;

10. ipapo matura ako achazadzwa kusvikira pakufashukira, uye makate ako achazara kusvika pamusoro newaini itsva.

Zvirevo 3