Zvirevo 3:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. ipapo matura ako achazadzwa kusvikira pakufashukira, uye makate ako achazara kusvika pamusoro newaini itsva.

11. Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha, uye usatsamwira kutsiura kwake,

12. nokuti Jehovha anoranga avo vaanoda, sababa nomwanakomana wavanofarira.

Zvirevo 3