Zvirevo 29:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Munhu anoramba akaomesa mutsipa wake mushure mokutsiurwa kazhinji achaparadzwa nokukurumidza, kusina chingamubatsira.

2. Kana vakarurama vachiwanda, vanhu vanofara; asi kana vakaipa vachitonga, vanhu vanogomera.

Zvirevo 29