Zvirevo 26:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Sechando muzhizha kana mvura pakukohwa, rukudzo haruna kufanira kubenzi.

2. Sezvinoita kadhimba pakubhururuka kwako, kana nyenganyenga pakubhururuka kwayo somuseve, saizvozvowo kutuka pasina mhosva hakuna zvakunoita.

Zvirevo 26