Zvirevo 25:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Zviri nani kuti ati kwauri, “Kwira pano,” pano kuti akunyadzise pamberi pavanhu vanoremekedzwa.

8. Zvawakaona nameso ako usakurumidze kuzvikwidza kumatare edzimhosva, nokuti uchazoiteiko pamagumo, kana muvakidzani wako akakunyadzisa?

9. Kana uchipikisana nomuvakidzani wako, usarase chivimbo chomumwe munhu,

Zvirevo 25