Zvirevo 21:29-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. Munhu akaipa ane chiso chisinganyari, asi munhu akarurama anofunga pamusoro penzira dzake.

30. Hapana uchenjeri kana njere kana urongwa hungabudirira huchipikisana naJehovha.

31. Bhiza rinogadzirirwa zuva rokurwa, asi kukunda kunobva kuna Jehovha.

Zvirevo 21