Zvirevo 2:12-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Uchenjeri huchakuponesa panzira dzavanhu vakaipa, vanhu vane mashoko asakarurama,

13. vanosiya nzira yakarurama kuti vafambe munzira dzerima,

14. vanofarira kuita zvakaipa uye vanofarira kusarurama kwezvakaipa,

Zvirevo 2