Zvirevo 14:34-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. Kururama kunosimudzira rudzi, asi chivi chinonyadzisa vanhu vapi zvavo.

35. Mambo anofarira muranda akachenjera, asi muranda anonyadzisa achatsamwirwa naye.

Zvirevo 14