Zvakazarurwa 2:25-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Batisisai chete icho chamunacho kusvikira ndauya.

26. Kuno uya anokunda uye achiita kuda kwangu kusvikira pakuguma, ndichamupa simba pamusoro pendudzi:

27. ‘Achavatonga netsvimbo yesimbi;achavaputsa-putsa sezvaenga zvehari’sokugamuchira kwandakaita simba kubva kuna Baba vangu.

28. Ndichamupawo nyeredzi yamangwanani.

29. Ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe, zvinoreva Mweya kukereke.

Zvakazarurwa 2