Zvakazarurwa 17:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Mukadzi uyu akanga akapfeka nguo yepepuru nezvitsvuku uye aitaima negoridhe, mabwe anokosha namaparera. Akanga akabata mukombe wegoridhe muruoko rwake, uzere nezvinonyangadza uye netsvina youpombwe hwake.

5. Zita iri rakanga rakanyorwa pahuma yake:CHAKAVANZIKABHABHIRONI GUTA GURUMAI VEMHOMBWENEZVINONYANGADZA ZVENYIKA

6. Ndakaona kuti mukadzi uyu akanga araradza neropa ravatsvene, ropa ravaya vanopupura Jesu.Pandakamuona, ndakakatyamara zvikuru.

Zvakazarurwa 17