Zvakazarurwa 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wechishanu akadurura ndiro yake pamusoro pechigaro choushe chechikara, uye umambo hwacho hukakandwa murima. Vanhu vakatsenga rurimi mukurwadziwa

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:2-16