Zvakazarurwa 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwesimba rachakapiwa kuti chiite pachinzvimbo chechikara chokutanga, chakanyengera vanogara panyika. Chakavarayira kuti vamise chifananidzo chokuremekedza chikara chiya chakanga chakuvadzwa nomunondo asi chikararama.

Zvakazarurwa 13

Zvakazarurwa 13:13-18