Zvakazarurwa 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakaona chimwe chikara, chichibva munyika. Chakanga chine nyanga mbiri segwayana, asi chaitaura seshato.

Zvakazarurwa 13

Zvakazarurwa 13:7-18