Zvakazarurwa 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuna Jesu Kristu, iye chapupu chakatendeka, dangwe kubva kuvakafa, nomutongi wamadzimambo enyika.Kuna iye anotida uye akatisunungura kubva kuzvivi zvedu neropa rake,

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:1-15