Zefania 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achava anotyisa kwavari paachaparadza vamwari vose venyika. Ndudzi pamahombekombe ose dzichamunamata, rudzi rumwe norumwe munyika yarwo.

Zefania 2

Zefania 2:9-15