Zefania 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Upfumi hwavo huchapambwa, dzimba dzavo dzichaputswa, vachavaka dzimba, asi havangagari madziri; vachasima minda yemizambiringa, asi havanganwi waini yacho.

Zefania 1

Zefania 1:7-18