Vatongi 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakamupa mashekeri esirivha makumi manomwea aibva mutemberi yaBhaari-Bheriti, uye Abhimereki akaishandisa kutenga varume vakanga vakaipa uye vasina tsitsi, vakava vateveri vake.

Vatongi 9

Vatongi 9:1-12