Vatongi 9:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zebhuri mubati weguta akati anzwa zvakataurwa naGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa zvikuru.

Vatongi 9

Vatongi 9:27-33