Vatongi 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gireadhi akagara mhiri kwaJorodhani. Uye Dhani, akasarireiko pazvikepe? Asha akasara zvake pamahombekombe Uye akagara zvake panopinda mvura dzegungwa.

Vatongi 5

Vatongi 5:10-19